Online Bible

- Reklamy -

Mateo 5:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Makanzwa kuti ɀakanzi: Ziso rinotsibga neziso, zino nezino.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsihwa neziso, zino nezino.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 “Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 “Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsiviwa neziso, uye zino rinotsiviwa nezino.’

Viz kapitola kopírovat

Mateo 5:38

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy