Mateo 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nomŋenje haʋaŋgautuŋgidzi, ʋakauisa pasi peɗeŋgu, asi pacigadziko, uvenekere ʋose ʋari mumba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nomwenje havangautungidzi, vakauisa pasi pedengu, asi pachigadziko, uvhenekere vose vari mumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba. Viz kapitola |