Mateo 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pamazuva iwayo kwakauya Johani Muombeki achiparidza murenje reJudhea achiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Namazuʋa iwayo Johane mubapatidzi wakaʋuya aciparidza parenje reJudea, aciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Namazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pamazuva iwayo kwakauya Johani Muombeki achiparidza murenje reJudhea achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pamazuva iwayo kwakauya Johani Muombeki achiparidza murenje reJudhea achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mumazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea, Viz kapitola |