Mateo 28:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aitarisika semheni, hanzu dzake dzakachena kuti mbuu samazaya echando. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kuʋonekwa kwake kwakaŋga kwakaita semheni, neɀokufuka ɀake ɀaiʋa ɀicena secando. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Kuonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni, nezvokufuka zvake zvaiva zvichena sechando. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aitarisika semheni, hanzu dzake dzakachena kuti mbuu samazaya echando. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aitarisika semheni, hanzu dzake dzakachena kuti mbuu samazaya echando. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kuonekwa kwake kwakanga kwakaita semheni uye nguo dzake dzakanga dzakachena sechando. Viz kapitola |