Online Bible

- Reklamy -

Mateo 28:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ʋaciti: Taurai muciti: Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋusiku ʋakamuɓa, isu tiʋete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 vachiti, “Taurai muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba, isu tivete.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 vakati kwavari, “Imi munofanira kutaura muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu tivete.’

Viz kapitola kopírovat

Mateo 28:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy