Mateo 28:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kuzoti Sabata rapfuura, mambakwedza ezuva rokutanga revhiki, Maria Magadharena nomumwe Maria uya vakaenda kuguva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nokupera kwesaɓata, kwoedza, nomusi wokutaŋga weviki, Maria Magdarene, nomumŋe Maria, ʋakaʋuya kuzoʋona bgiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nokupera kweSabata, kwoedza, nomusi wokutanga wevhiki, Maria Magadharene, nomumwe Maria, vakauya kuzoona bwiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kuzoti Sabata rapfuura, mambakwedza ezuva rokutanga revhiki, Maria Magadharena nomumwe Maria uya vakaenda kuguva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino kuzoti Sabata rapfuura, mambakwedza ezuva rokutanga revhiki, Maria Magadharena nomumwe Maria uya vakaenda kuguva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mushure meSabata, ava mambakwedza nomusi wokutanga wevhiki, Maria Magadharena nomumwe Maria vakaenda kundoona guva. Viz kapitola |