Online Bible

- Reklamy -

Mateo 27:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

62 Fume maŋgwana — ndiro zuʋa raiteʋera zuʋa roKugadzirira — ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋgana kunaPirato,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

62 Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru navaFarisi vakaungana kuna Pirato,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

62 Mangwana acho, iro rakatevera Zuva roKugadzirira, vaprista vakuru navaFarisi vakaenda kuna Pirato.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 27:62

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy