Mateo 27:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Ndakatadza nokutengesa kwandakaita ropa risina mhaka.” Ivo vakati, “Ko isu tinei nazvo. Ndezvako izvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 aciti: Ndatadza, ndapandukira ropa risinemhoȿa. Ʋakati: Tinemhaka yeiko naɀo? Imhaka yako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 achiti, “Ndatadza, ndapandukira ropa risina mhosva.” Vakati, “Tine mhaka yeiko nazvo? Imhaka yako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Ndakatadza nokutengesa kwandakaita ropa risina mhaka.” Ivo vakati, “Ko isu tinei nazvo. Ndezvako izvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Ndakatadza nokutengesa kwandakaita ropa risina mhaka.” Ivo vakati, “Ko isu tinei nazvo. Ndezvako izvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akasvikoti, “Ndatadza, nokuti ndapandukira ropa risina mhosva.” Vakamupindura vachiti, “Zvinei nesu? Ndezvako izvo.” Viz kapitola |