Mateo 26:68 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika68 “Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)68 ʋaciti: Profita, iwe Kristu, kuti ndiani wakuroʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200268 vachiti, “Fembera iwe Kristu, kuti ndiani akurova.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika68 “Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona68 “Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi68 uye vakati, “Profita kwatiri, Kristu. Ndiani akurova?” Viz kapitola |