Mateo 26:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 asi vakati kwete pamazuva makuru nokuti pangadaro pakaita bongozozo pakati pavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi ʋakati: Ɀirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuʋa neɓope pakati paʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 asi vakati kwete pamazuva makuru nokuti pangadaro pakaita bongozozo pakati pavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 asi vakati kwete pamazuva makuru nokuti pangadaro pakaita bongozozo pakati pavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakati, “Asi kwete panguva yoMutambo nokuti pangaita bope pakati pavanhu.” Viz kapitola |