Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Aʋa maɗekwana, akagara pakudya naʋadzidzi ʋanegumi naʋaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Ava madekwana, akagara pakudya navadzidzi vane gumi navaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ava madekwana Jesu akagara patafura navane gumi navaviri.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy