Mateo 26:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti ɀaakaɗira cizoro ici pamuʋiri waŋgu, wakaɀiitira kuʋigwa kwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti zvaakadira mafuta awa pamuviri wangu, akazviitira kuvigwa kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Paadira mafuta anonhuhwira pamuviri wangu, azviita kuti agadzirire kuvigwa kwangu. Viz kapitola |