Mateo 25:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ndakanga ndiine nyota mukasandipa chokunwa. Ndaiva mweni mukasandigamuchira. Ndakanga ndisina chokupfeka mukasandipa chokupfeka. Ndairwara uye ndaiva mujeri asi hamuna kundishanyira.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 ndakaŋga ndiri mŋeni, mukasandigamucira; ndisineŋguʋo, mukasandipfekedza; ndicirwara, nomutoroŋgo, mukasandifambira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 ndakanga ndiri mweni, mukasandigamuchira; ndisina nguo, mukasandipfekedza; ndichirwara, nomujeri, mukasandifambira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ndakanga ndiine nyota mukasandipa chokunwa. Ndaiva mweni mukasandigamuchira. Ndakanga ndisina chokupfeka mukasandipa chokupfeka. Ndairwara uye ndaiva mujeri asi hamuna kundishanyira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Ndakanga ndiine nyota mukasandipa chokunwa. Ndaiva mweni mukasandigamuchira. Ndakanga ndisina chokupfeka mukasandipa chokupfeka. Ndairwara uye ndaiva mujeri asi hamuna kundishanyira.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 ndakanga ndiri mweni mukasandipinza mumba, ndakanga ndisina zvokupfeka mukasandipfekedza, ndakanga ndichirwara uye ndiri mutorongo mukasandishanyira.’ Viz kapitola |