Online Bible

- Reklamy -

Mateo 25:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti ɀakafanana nomunhu wakaenda kuneimŋe nyika, akaɗana ʋaranda ʋake, akaʋapa fuma yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Nokuti zvakafanana nomunhu akaenda kune imwe nyika, akadana varanda vake, akavaronzera pfuma yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 “Ndinodaro nokuti umambo hwedenga huchaita somunhu akanga ava kuenda kurwendo akadaidza varanda vake akaturira kwavari zvinhu zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Zvakare, zvichaita somurume akabuda kuti afambe rwendo, akadana varanda vake akavachengetesa pfuma yake.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 25:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy