Mateo 25:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mushure mezvo, vamwe vasikana vaya vakauya vachiti, ‘Tenzi, Tenzi tizarurireiwo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Pashure ʋamŋe ʋasikana ʋakaȿika, ʋakati: Ishe, Ishe, tizarurirei! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Pashure vaya vamwe vasikana vakasvika, vakati, ‘Ishe, Ishe, tizarurireiwo!’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mushure mezvo, vamwe vasikana vaya vakauya vachiti, ‘Tenzi, Tenzi tizarurireiwo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mushure mezvo, vamwe vasikana vaya vakauya vachiti, ‘Tenzi, Tenzi tizarurireiwo.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Pashure vamwe vaya vakadzokawo. Vakati, ‘Ishe! Ishe! Tizarurireiwo musuo!’ Viz kapitola |