Mateo 24:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ndianiko muranda wakatendeka, wakaŋgwara, wakagadzwa nashe wake aʋe mutariri weimba yake, kuti aʋape ɀokudya neŋguʋa yakafanira? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Ndianiko muranda akatendeka, akangwara, akagadzwa nashe wake kuti ave mutariri weimba yake, kuti avape zvokudya nenguva yakafanira? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Ndoupi zvino muranda wakatendeka uye akangwara anoiswa pabasa natenzi wake rokutarira vomumusha make kuti avape zvokudya zvavo nenguva kwayo? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Ndiani zvino muranda akatendeka uye akachenjera uyo akaiswa natenzi wake kuti atarire varanda veimba yake kuti agovapa zvokudya panguva yakafanira? Viz kapitola |