Online Bible

- Reklamy -

Mateo 24:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Sapamazuʋa aNoa, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Sapamazuva aNoa, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNoa, ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 24:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy