Mateo 24:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pane chitunha, magora ndipo paanoungana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Apo panomutumbu, ndi’po pacaʋuŋganira magora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Apo pane chitunha, ndipo pachaunganira magora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pane chitunha, magora ndipo paanoungana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pane chitunha, magora ndipo paanoungana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Pose pano mutumbi ndipo pachaungana magora. Viz kapitola |