Mateo 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Aninani unoɀikudza ucaninipiswa, naaninani unoɀininipisa, ucakudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ani naani anozvikudza achaninipiswa, naani naani anozvininipisa, achakudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti ani naani anozvikudza achaninipiswa uye ani naani anozvininipisa achakudzwa. Viz kapitola |