Mateo 22:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ko zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Tenzi,’ ko angave Mwana wake sei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino, kana Davidi acimutumidza Ishe, uŋgagoʋa mŋanakomana wake seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino, kana Dhavhidhi achimutumidza Ishe, angagova mwanakomana wake seiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ko zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Tenzi,’ ko angave Mwana wake sei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Ko zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Tenzi,’ ko angave Mwana wake sei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Ishe’ angagova mwanakomana wake sei?” Viz kapitola |