Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 ƲaFarise ʋakati ʋacinzwa kuti wapxisa ʋaSaduse, ʋakaʋuŋgana pamŋe cete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSadhusi, vakaungana pamwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Vanzwa kuti Jesu akanga akunda vaSadhusi, vaFarisi vakaungana pamwe chete.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy