Mateo 22:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nezuʋa iro ʋaSaduse ʋakaȿika kwaari, iʋo ʋanoti hakuna‐kumuka kwaʋakafa, ʋakamubvunza, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Nezuva iro vaSadhusi vakasvika kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pazuva rimwe chetero vaSadhusi, avo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakauya kwaari nomubvunzo. Viz kapitola |