Mateo 20:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iwe ingotora yako uende. Ndini ndasarudza zvangu kupa uyu wokupedzisira yakaenzana neyandakupa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tora ɀako, uende, ndinoɗa kupa wokupedzisira sewe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Tora zvako, uende, ndinoda kupa vokupedzisira sewe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iwe ingotora yako uende. Ndini ndasarudza zvangu kupa uyu wokupedzisira yakaenzana neyandakupa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Iwe ingotora yako uende. Ndini ndasarudza zvangu kupa uyu wokupedzisira yakaenzana neyandakupa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Tora mubayiro wako uende. Ndinoda kupa munhu ashanda kwokupedzisira zvakafanana nezvandakupa. Viz kapitola |