Mateo 20:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Umambo hwedenga hwakaita sasamusha akafumoenda kundotsvaka vashandi vokushanda mumunda wake wamagirepisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nokuti ʋushe bgokuɗeŋga bgakafanana nomŋene weimba, wakaɓuɗa maŋgwanani kundotȿakira munda wake wemizambiriŋga ʋaɓati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 “Nokuti ushe hwokudenga hwakafanana nasaimba, akabuda mangwanani kundotsvakira munda wake wemidzambiringa vashandi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Umambo hwedenga hwakaita sasamusha akafumoenda kundotsvaka vashandi vokushanda mumunda wake wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Umambo hwedenga hwakaita sasamusha akafumoenda kundotsvaka vashandi vokushanda mumunda wake wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Nokuti umambo hwokudenga hwakafanana nomuridzi womunda akabuda mangwanani-ngwanani kundotsvaka vanhu vokuti vazoshanda mumunda wake wemizambiringa. Viz kapitola |