Online Bible

- Reklamy -

Mateo 19:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Akapindura, akati: Hamuna‐kuraʋa here, kuti uyo wakaʋasika pakutaŋga, wakaʋaita murume nomukadzi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Akapindura, akati, “Hamuna kurava here, kuti uyo akavasika pakutanga, akavaita munhurume nomunhukadzi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti kubva pakutanga Musiki akavaita munhurume nomunhukadzi,

Viz kapitola kopírovat

Mateo 19:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy