Mateo 19:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jaya riya rakati kwaari, “Yose iyi ndakaichengeta. Chimwe chandisina chii.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Jaya rikati kwaari: Iɀoɀo ɀose ndakaɀiceŋgeta; ndicakashaiweiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Jaya rikati kwaari, “Izvozvo zvose ndakazvichengeta; ko chipi chandinoshayiwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jaya riya rakati kwaari, “Yose iyi ndakaichengeta. Chimwe chandisina chii.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jaya riya rakati kwaari, “Yose iyi ndakaichengeta. Chimwe chandisina chii.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Jaya riya rakati, “Zvose ndakazvichengeta. Chii chandichiri kushayiwa?” Viz kapitola |