Mateo 18:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino ishe wake akatsamŋa, akamuisa kuʋarwadzi, kuȿikira acizoripa cikwerete cake cose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvino ishe wake akatsamwa, akamuisa kuvarwadzi, kusvikira achizoripa chikwerete chake chose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Nehasha tenzi wake akamuisa kune vejeri kuti arangwe zvinorwadza kusvikira aripa chikwereti chose chaaiva nacho. Viz kapitola |