Mateo 18:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Wanga usingafaniriwo here kunzwira urombo muranda pamwe newe sokukunzwira tsitsi kwandakakuitira?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ko iwe hauzaifanira kunzwira tsitsi mumŋe muranda unoɓata pamŋe cete newe, seni ndakakunzwira tsitsi here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ko iwe hausi waifanira kunzwira tsitsi mumwe muranda unoshanda pamwechete newe, seni ndakakunzwira tsitsi here?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Wanga usingafaniriwo here kunzwira urombo muranda pamwe newe sokukunzwira tsitsi kwandakakuitira?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Wanga usingafaniriwo here kunzwira urombo muranda pamwe newe sokukunzwira tsitsi kwandakakuitira?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Saka hawaifanira here kuva netsitsi kuno mumwe wako sezvandakakuitira iwe?’ Viz kapitola |