Mateo 18:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saizvozvo Baba vangu vari kudenga havadi kuti mumwe wavadiki ava arasike. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuɗaro hakuzi kuɗa kwaƂaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga, kuti mumŋe waʋaɗuku aʋa afe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokudaro hakusi kuda kwaBaba venyu vari kudenga kuti mumwe wavaduku ava aparare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saizvozvo Baba vangu vari kudenga havadi kuti mumwe wavadiki ava arasike. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Saizvozvo Baba vangu vari kudenga havadi kuti mumwe wavadiki ava arasike. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nenzira imwe cheteyo Baba venyu vari kudenga havafariri kuti mumwe wavaduku ava arasike. Viz kapitola |