Mateo 17:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pavakazosimudza uso havana wavakaona kunze kwaJesu oga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakati ʋacitarira, haʋana‐kuzoʋona munhu, asi Jesu ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakati vachitarira, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pavakazosimudza uso havana wavakaona kunze kwaJesu oga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pavakazosimudza uso havana wavakaona kunze kwaJesu oga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pavakasimudza misoro vachitarisa vakazongoona Jesu ava oga. Viz kapitola |