Online Bible

- Reklamy -

Mateo 17:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino ʋacafamba muGarirea, Jesu akatikwaʋari: Mŋanakomana womunhu ucabva woiswa mumaʋoko aʋanhu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino vachafamba muGariria, Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achabva oiswa mumaoko avanhu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Vakati vaungana muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana woMunhu achaiswa mumaoko avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 17:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy