Mateo 16:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vamwe vamire pano vasingambofi vakaona rufu, vasati vaona Mwanakomana womunhu achiuya noumambo hwake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Ʋamŋe ʋari’po kunaʋamire pano, ʋasiŋgazonzwi rufu, ʋasati ʋaʋona Mŋanakomana womunhu aciʋuya muʋushe bgake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuna vamwe vamire pano, vasingazonzwi rufu, vasati vaona Mwanakomana womunhu achiuya muushe hwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vamwe vamire pano vasingambofi vakaona rufu, vasati vaona Mwanakomana womunhu achiuya noumambo hwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vamwe vamire pano vasingambofi vakaona rufu, vasati vaona Mwanakomana womunhu achiuya noumambo hwake.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndinokuudzai chokwadi kuti vamwe vamire pano havazofi vasati vaona Mwanakomana woMunhu achiuya muumambo hwake.” Viz kapitola |