Online Bible

- Reklamy -




Mateo 15:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Jesu akazoendesa vanhu ndokukwira mugwa woenda kudunhu reMagadhani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Ɀino wakati aendisa ʋanhu ʋazhinji, akapinda mugwa, akaȿika munyika yeMagadani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Zvino akati aendesa vanhu vazhinji, akapinda muigwa, akasvika munyika yeMagadhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Jesu akazoendesa vanhu ndokukwira mugwa woenda kudunhu reMagadhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Jesu akazoendesa vanhu ndokukwira mugwa woenda kudunhu reMagadhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Mushure mokunge Jesu aendesa vanhu vazhinji ava, akapinda mugwa ndokubva aenda kudunhu reMagadhani.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 15:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy