Mateo 15:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mudzimai uya akati, “Hongu zvazvo Tenzi; asi kunyange mbwanana dzinodya tumedu tunodonha pateburu yavatenzi vadzo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akati: Hoŋo, Ishe, kunyaŋge nembganana ʋo dzinodya ɀimeɗu ɀinoɗonha patafura raʋatenzi ʋadzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Akati, “Hongu, Ishe, kunyange nembwananawo dzinodya zvimedu zvinodonha patafura ravatenzi vadzo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mudzimai uya akati, “Hongu zvazvo Tenzi; asi kunyange mbwanana dzinodya tumedu tunodonha pateburu yavatenzi vadzo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mudzimai uya akati, “Hongu zvazvo Tenzi; asi kunyange mbwanana dzinodya tumedu tunodonha pateburu yavatenzi vadzo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mukadzi uya akati, “Hongu Ishe, kunyange nembwa dzinodyawo zvimedu zvinodonha kubva patafura yatenzi wadzo.” Viz kapitola |