Mateo 14:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kunyange zvazvo aida kumuuraya aitya vanhu nokuti vaimutora somuporofita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino wakaŋga aciɗa kumuʋuraya, asi wakatya ʋanhu ʋazhinji, nokuti ʋaiti muprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino akanga achida kumuuraya, asi akatya vanhu vazhinji, nokuti vaimuti muporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kunyange zvazvo aida kumuuraya aitya vanhu nokuti vaimutora somuporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kunyange zvazvo aida kumuuraya aitya vanhu nokuti vaimutora somuporofita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Herodhi aida kuuraya Johani asi aitya vanhu nokuti vaimuona somuprofita. Viz kapitola |