Mateo 14:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋarume ʋenɀimbo iyo ʋakamuziʋa, ʋakatuma shoko panyika yose iyo yakapoteredza; ʋakaʋuya kwaari naʋose ʋairwara; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Varume venzvimbo iyo vakamuziva, vakatuma shoko panyika yose iyo yakapoteredza; vakauya kwaari navose vairwara; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Varume voko pavakamuziva, vakatuma nhume kunharaunda iyoyo yose vakaunza kwaari vose vairwara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Uye varume venzvimbo iyoyo vakati vamuziva, vakatumira shoko mudunhu rose rakapoteredza. Vanhu vakauya navarwere vavo vose kwaari Viz kapitola |