Mateo 14:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vaya vaiva mugwa vakamugwadamira vachiti, “Zvechokwadi imi muri Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ipapo ʋakaŋga ʋari mugwa ʋakamunamata, ʋaciti: Ɀirokwaɀo, ndimi Mŋanakomana waMŋari! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ipapo vakanga vari muigwa vakamupfugamira, vachiti, “Zvirokwazvo, ndimi Mwanakomana waMwari!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vaya vaiva mugwa vakamugwadamira vachiti, “Zvechokwadi imi muri Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vaya vaiva mugwa vakamugwadamira vachiti, “Zvechokwadi imi muri Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo vaya vaiva mugwa vakamunamata vachiti, “Chokwadi muri Mwanakomana waMwari.” Viz kapitola |