Mateo 14:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi igwa, panguva iyoyo, rakanga rava makiromita akawanda kubva kumahombekombe richiitwa suku nasai namafungu nokuti mhepo yakanga yakanangana navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi igwa ɀino rakaŋga raʋa pakati peguŋgwa, ricitambudzika namafuŋgu, nokuti mhepo yakaŋga iciʋadziʋisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Asi igwa zvino rakanga rava pakati pegungwa, richitambudzika namafungu, nokuti mhepo yakanga ichivadzivisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi igwa, panguva iyoyo, rakanga rava makiromita akawanda kubva kumahombekombe richiitwa suku nasai namafungu nokuti mhepo yakanga yakanangana navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Asi igwa, panguva iyoyo, rakanga rava makiromita akawanda kubva kumahombekombe richiitwa suku nasai namafungu nokuti mhepo yakanga yakanangana navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 asi igwa rakanga rava chinhambwe chikuru kwazvo kubva kunyika asi richitambudzwa namasaisai nokuti mhepo yairwisana naro. Viz kapitola |