Mateo 14:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pakarepo akagombedzera vadzidzi kuti vakwire mugwa kuti vafanotungamira kumhiri; iye oonekana negungano riya ravanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Pakarepo wakagombedzera ʋadzidzi ʋake kuti ʋapinde mugwa, ʋamutuŋgamirire mhiri, iye ndokusara kuendisa ʋanhu ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Pakarepo wakagombedzera vadzidzi vake kuti vapinde muigwa, vamutungamirire mhiri, iye ndokusara kuendesa vanhu vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pakarepo akagombedzera vadzidzi kuti vakwire mugwa kuti vafanotungamira kumhiri; iye oonekana negungano riya ravanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pakarepo akagombedzera vadzidzi kuti vakwire mugwa kuti vafanotungamira kumhiri; iye oonekana negungano riya ravanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pakarepo Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vapinde mugwa vafanotungamira kuenda kune rimwe divi, iye ndokusara achiendesa vanhu vazhinji ava. Viz kapitola |