Online Bible

- Reklamy -

Mateo 14:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Uyu ndiJohani Muombeki akamutswa muvafi, ndokusaka achigona kuita zvishamiso izvi”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akati kuʋaranda ʋake: Uyu ndiJohane mubapatidzi; wakamuka kuʋakafa, saka masimba awa anoɓata maari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; akamuka kuvakafa, saka masimba awa anobata maari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Uyu ndiJohani Muombeki akamutswa muvafi, ndokusaka achigona kuita zvishamiso izvi”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Uyu ndiJohani Muombeki akamutswa muvafi, ndokusaka achigona kuita zvishamiso izvi”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 uye akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; amuka kubva kuvakafa! Ndokusaka masimba ezvishamiso achishanda maari.”

Viz kapitola kopírovat

Mateo 14:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy