Online Bible

- Reklamy -

Mateo 14:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Panguva iyoyo Herodhi, mumwe wavatongi vana akanzwa zvomukurumbira waJesu akati kumakurukota ake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Neŋguʋa iyo Herode, muɓati, wakanzwa mukurumbira waJesu,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Nenguva iyo ishe Herodhi, akanzwa mukurumbira waJesu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Panguva iyoyo Herodhi, mumwe wavatongi vana akanzwa zvomukurumbira waJesu akati kumakurukota ake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Panguva iyoyo Herodhi, mumwe wavatongi vana akanzwa zvomukurumbira waJesu akati kumakurukota ake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Panguva iyoyo mambo Herodhi akanzwa nezvaJesu

Viz kapitola kopírovat

Mateo 14:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy