Mateo 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti zuva rakwira dzakatsva. Sezvo dzakanga dzisina midzi; dzakashwauruka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi zuʋa rakati raɓuɗa, dzikapiswa; dzikawoma, nokuti dzakaŋga dzisinomudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti zuva rakwira dzakatsva. Sezvo dzakanga dzisina midzi; dzakashwauruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti zuva rakwira dzakatsva. Sezvo dzakanga dzisina midzi; dzakashwauruka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi zuva rakati rabuda, mbeu dzakatsva dzikaoma nokuti dzakanga dzisina midzi. Viz kapitola |