Mateo 13:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ʋakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwaʋari: Muprofita haaŋgashaiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nomumba make.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Vakagumbuka naye. Jesu akati kwavari, “Muporofita anoremekedzwa kumwe kose kusiya munyika make nomumusha make.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Vakagumburwa naye. Asi Jesu akati kwavari, “Muprofita haashayiwi kukudzwa asi munyika yake nomumba make.” Viz kapitola |