Mateo 13:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Munda wacho ndiyo nyika. Mbeu yakanaka ndivo vana voumambo. Sawi ndivo vana vomuipi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Munda inyika; mbeu yakanaka ndiʋo ʋanakomana ʋoʋushe; mashawi ndiʋo ʋanakomana ʋowakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Munda inyika; mbeu yakanaka ndivo vanakomana voushe, masawi ndiwo vanakomana vomuipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Munda wacho ndiyo nyika. Mbeu yakanaka ndivo vana voumambo. Sawi ndivo vana vomuipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Munda wacho ndiyo nyika. Mbeu yakanaka ndivo vana voumambo. Sawi ndivo vana vomuipi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Munda ndiyo nyika, uye mbeu yakanaka inomirira vanakomana voumambo. Masawi ndiwo vanakomana vowakaipa, Viz kapitola |