Online Bible

- Reklamy -

Mateo 13:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Akapindura, akati: unokusha mbeu yakanaka ndiye Mŋanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Akapindura, akati, “Anokusha mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Jesu akapindura achiti, “Anodyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana womunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Akapindura akati, “Uyo akadyara mbeu yakanaka ndiye Mwanakomana woMunhu.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 13:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy