Mateo 13:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nokuti mwoyo yavanhu ava yakasindimara, vakatyorera zvimiti munzeve, vakatsinzinya maziso nokuti vangadaro vakaona nameso avo; vakanzwa nenzeve dzavo uye vangadaro vakanzwisisa mumwoyo mavo vakazopindukira kwandiri ndikavaponesa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti mŋoyo yaʋanhu aʋa yaʋa mikukutu, Nzeʋe dzaʋo dzakadziʋira; Nameso aʋo ʋakaatsinzina. Kuti ɀimŋe ʋarege kuʋona nameso, Nokunzwa nenzeʋe, Nokunzwisisa nomŋoyo, Ʋakadzoka, Ndiʋaporese. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti mwoyo yavanhu ava yava mikukutu, Nzeve dzavo hadzinzwi zvakanaka; Nameso avo vakaatsinzina. Kuti zvimwe varege kuona nameso, Nokunzwa nenzeve, Nokunzwisisa nomwoyo, Kuti varege kupinduka Ini ndichivaporesa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nokuti mwoyo yavanhu ava yakasindimara, vakatyorera zvimiti munzeve, vakatsinzinya maziso nokuti vangadaro vakaona nameso avo; vakanzwa nenzeve dzavo uye vangadaro vakanzwisisa mumwoyo mavo vakazopindukira kwandiri ndikavaponesa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Nokuti mwoyo yavanhu ava yakasindimara, vakatyorera zvimiti munzeve, vakatsinzinya maziso nokuti vangadaro vakaona nameso avo; vakanzwa nenzeve dzavo uye vangadaro vakanzwisisa mumwoyo mavo vakazopindukira kwandiri ndikavaponesa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti mwoyo yavanhu ava mikukutu, havatombonzwi nenzeve dzavo, uye vakatsinzina meso avo. Zvichida vangaona nameso avo, vakanzwa nenzeve dzavo, vakanzwisisa nemwoyo yavo, vakapinduka, uye ndikavaporesa.’ Viz kapitola |