Mateo 10:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Mukoma nomunun'una vachakwirirana kumatare kusvikira pakuuraisana. Babawo vachakwirira mwana wavo. Vana vachamukira vabereki kuti vauraiwe Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Mukoma ucaisa munuŋuna parufu, naɓaɓa mŋana waʋo; ʋana ʋacamukira ʋaɓereki ʋaʋo nokuʋaʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Mukoma achaisa munun'una parufu, nababa mwana wavo; vana vachamukira vabereki vavo nokuvaurayisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Mukoma nomunun'una vachakwirirana kumatare kusvikira pakuuraisana. Babawo vachakwirira mwana wavo. Vana vachamukira vabereki kuti vauraiwe Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Mukoma nomunun'una vachakwirirana kumatare kusvikira pakuuraisana. Babawo vachakwirira mwana wavo. Vana vachamukira vabereki kuti vauraiwe Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Mukoma achaurayisa mununʼuna wake, nababa mwana wavo, vana vachapandukira vabereki vavo uye vachavaurayisa. Viz kapitola |