Mariko 9:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Munyu wakanaka; asi kana munyu usicaʋaʋi, muŋgauruŋga neiko? Iʋai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 “Munyu wakanaka; asi kana munyu usichavavi, mungaurunga neiko? Ivai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 “Munyu wakanaka, asi kana warasa kuvava kwawo, mungauita kuti urungezve here? Ivai nomunyu mukati menyu, uye muve norugare pakati penyu.” Viz kapitola |