Online Bible

- Reklamy -

Mariko 9:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Ani naani anofurira mumwe wavana vaduku ava vanotenda mandiri kutadza zvinotova nani kwaari kuti asungirirwe ziguyo mumutsipa wake agokandwa mugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Aninani unogumbusa mumŋe waʋaɗuku aʋa ʋanotenda kwandiri, ɀirinani kwaari kuti guyo guru risuŋgirirwe pamutsipa wake, akandirwe muguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 “Ani naani anogumbusa mumwe wavaduku ava vanotenda kwandiri, zviri nani kwaari kuti guyo guru risungirirwe mumutsipa wake, akandirwe mugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Ani naani anofurira mumwe wavana vaduku ava vanotenda mandiri kutadza zvinotova nani kwaari kuti asungirirwe ziguyo mumutsipa wake agokandwa mugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Ani naani anofurira mumwe wavana vaduku ava vanotenda mandiri kutadza zvinotova nani kwaari kuti asungirirwe ziguyo mumutsipa wake agokandwa mugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 “Uye kana ani naani akaita kuti mumwe wavaduku ava vanotenda kwandiri atadze, zvingava nani kwaari kuti akandwe mugungwa akasungirirwa guyo guru mumutsipa make.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 9:42

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy