Mariko 9:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ani naani anokupai mukombe wemvura yokunwa pamusana pokuti muri vanhu vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haazorasikirwa nomubayiro wake kwete.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Nokuti aninani unokunwisai mukombe wemvura muzita raŋgu, nemhaka yokuti muri ʋaKristu, ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, haanakurashikirwa nomuɓairo wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Nokuti ani naani anokunwisai mukombe wemvura muzita rangu, nemhaka yokuti muri vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haana kurasikirwa nomubayiro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ani naani anokupai mukombe wemvura yokunwa pamusana pokuti muri vanhu vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haazorasikirwa nomubayiro wake kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ani naani anokupai mukombe wemvura yokunwa pamusana pokuti muri vanhu vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haazorasikirwa nomubayiro wake kwete.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ndinokuudzai chokwadi, ani naani anokupai mukombe wemvura muzita rangu nokuda kwokuti muri vaKristu zvirokwazvo haangazorasikirwi nomubayiro wake. Viz kapitola |